Duramazwi · chiito
wanda
numerous · ons · abound
Duramazwi · chiito
numerous · ons · abound
Kuwanda kwezvinhu hunge zviine chipimo chakaendera-na kana kupfurikidza zvinodiwa.
Kuwanda kwezvinhu hunge zviine chipimo chakaendera-na kana kupfurikidza zvinodiwa.
Cherechedza zvikuru mararamiro evavakidzani, vana vechikoro, vatungamiriri nevamwewo vakawanda- wanda.
Unzenza kurara nevanhu vakawanda-wanda kunoitwa nemunhurume kana munhukadzi.
Uyu munhu anongogara achiita twakawanda-wanda twekuedza kuzvisimudzira.
Duramazwi
01 / 03wandira
Kana munhu achiti zvinhu
VerengaSwipe for the next word