KwaunobvaDuramazwiWWaMambo

Duramazwi · zita

WaMambo

Zvinoreva

Ichi chidao chavaira Ngara chokuzvikudza kuti vakakunda pamakwikwi okupfura dombo kuti ritsemuke vagokwanisa kupiwa mwana wamambo semukadzi.

1

Ichi chidao chavaira Ngara chokuzvikudza kuti vakakunda pamakwikwi okupfura dombo kuti ritsemuke vagokwanisa kupiwa mwana wamambo semukadzi.

Hero ropa rababa rinoerera nomuhuro maTambaoga, mwanakomana wamambo Mupakaviri, richidzika nedumbu rake.

Dare inzvimbo inotongerwa nyaya pamuzinda waMambo kana wemutongi.

Mumutambo wemakasi, kin'i ikadhi rine mufananidzo wamambo.

Mamwe mazwi ane W

W

Swipe for the next word