KwaunobvaDuramazwiWwaka waka

Duramazwi

waka waka

Zvinoreva

Urwu ruzha rwunoitika kana munhu achifamba mumashizha kana muuswa hwakaoma.

1

Urwu ruzha rwunoitika kana munhu achifamba mumashizha kana muuswa hwakaoma.

pfekepfeke

Kana mvura ichiti waka waka inenge ichinaya iri nhete zvisina ruzha rwakanyanya.

2

Kana mvura ichiti waka waka inenge ichinaya iri nhete zvisina ruzha rwakanyanya.

Mamwe mazwi ane W

W

Duramazwi

01 / 03

wakisa

Pakubika chingwa kuwakisa kuzorera mafuta mashomanana pasimbi yokubikira kuti chingwa chisanamira kana kutsvira.

Verenga

Swipe for the next word