KwaunobvaDuramazwiWwaka

Duramazwi

waka

-vaka
1

Kana mvura ichiti waka waka inenge ichinaya iri nhete zvisina ruzha rwakanyanya.

Chifengu ibadza rinenge riine mupini waka-kombamira.

Kuti tenderu kukurumidza kutarisa kumashure kwawaka furatira.

Zvine chekuita

-vaka

Mamwe mazwi ane W

W

Duramazwi

01 / 03

waka waka

Urwu ruzha rwunoitika kana munhu achifamba mumashizha kana muuswa hwakaoma.

Verenga

Swipe for the next word