KwaunobvaDuramazwiWwairasa

Duramazwi

wairasa

Zvinoreva

Kana munhu achinzi wairasa anenge achiudzwa kuti aita chinhu chichazomuvhiringa pamberi.

1

Kana ukafinhika mvura yawakatakura unenge wairasa mushure mokunge wagumburwa.

Kana munhu achinzi wairasa anenge achiudzwa kuti aita chinhu chichazomuvhiringa pamberi.

Mamwe mazwi ane W

W

Duramazwi

01 / 03

wairesi

Wairesi mudziyo unoburitsa mashoko kana dzimbo dzinenge dzichiridzwa kumba yemhepo.

Verenga

Swipe for the next word