Duramazwi02 / 03waka wakaUrwu ruzha rwunoitika kana munhu achifamba mumashizha kana muuswa hwakaoma.Verenga→
Duramazwi03 / 03wakisaPakubika chingwa kuwakisa kuzorera mafuta mashomanana pasimbi yokubikira kuti chingwa chisanamira kana kutsvira.Verenga→