KwaunobvaDuramazwiWwaipa

Duramazwi · zita

waipa

Zvinoreva

Waipa kamudziyo kane rabha kanowanikwa pamotokari, kanoshandiswa kubvisa mvura netsvina pahwindo remberi kana resure kuti mutyairi anyatsoona.

1

Waipa kamudziyo kane rabha kanowanikwa pamotokari, kanoshandiswa kubvisa mvura netsvina pahwindo remberi kana resure kuti mutyairi anyatsoona.

Kana mauto ashonga nhumbi dzehondo unoona kuti kwaipa.

Kana kuchinzi kwaipa vanhu vanenge vari shishi kuita zvavari kuita vachiratidza kushingirira.

Kana kunze kukati fida kunenge kwashanduka mamiriro, kwaipa.

Mamwe mazwi ane W

W

Duramazwi

01 / 03

wairasa

Kana munhu achinzi wairasa anenge achiudzwa kuti aita chinhu chichazomuvhiringa pamberi.

Verenga

Swipe for the next word