Duramazwi · zita
Zvinoreva
Upfunhambuya imvura inonaya iri nhete, inenge isingaiti dzvotsvoma.
1

Zvakafanana
madzihwaehuku · pfunhachembere
Zvakasiyana
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03upfuto
Upfuto tumakonye tunodya miti kana mbeu kusvika zvaora.
VerengaSwipe for the next word