Duramazwi · zita
Zvinoreva
Upimo ndiyo nhamba inobuda kana washandisa mupimo kuera chimwe chinhu.
1

Upamhi upimo hwekufara kana kutetepa kunenge kwakaita chinhu.
Uremu upimo hwekusimba kana kutsindirika kwechimwe chinhu.
Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03upindo
access
VerengaSwipe for the next word