Duramazwi · zita
Zvinoreva
Upi idoro rinopiwa kumunhu anga achigovera vamwe doro senzira yekumutenda nayo.
1
Upi idoro rinopiwa kumunhu anga achigovera vamwe doro senzira yekumutenda nayo.
Musi upi wakatenderana Zivisai kuzotaurirana nevanhu vepaaitsvaga basa?
Tinovimba kuti wanzwisisa kuti mudzi wechiito haushanduke kunyange chiito chikashandiswa noumwe mutoo upi zvawo.
Zvese izvi zvinobatsira mukwenyi kuti azive kuti mhinduro yako ndeye mubvunzo upi uye kuti yatanga nekuperera papi.
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03upimo
Upimo ndiyo nhamba inobuda kana washandisa mupimo kuera chimwe chinhu.
VerengaSwipe for the next word