Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana munhu achinzi ane upfumi anenge ane zvipfuyo, midziyo kana mari nezvimwewo zvakawanda.
1
Kana munhu achinzi ane upfumi anenge ane zvipfuyo, midziyo kana mari nezvimwewo zvakawanda.
Upfumi hwenyika yeZimbabwe huri mumigodhi nomukurima.
Zvakafanana
upfuto · ukupuki
Zvakasiyana
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03upfunhambuya
Upfunhambuya imvura inonaya iri nhete, inenge isingaiti dzvotsvoma.
VerengaSwipe for the next word