Duramazwi · zita
Zvinoreva
Ugovi idoro rinopiwa kumunhu anga achipa vanhu doro senzira yekumutenda nayo.
1

Chinogova ruoko, muromo haugovi.
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03ugugu
Ugugu chiveve chemazino, chinoita kana munhu anyanya kudya magaka kana zvimwewo.
VerengaSwipe for the next word