KwaunobvaDuramazwiUugugu

Zvinoreva

Ugugu chiveve chemazino, chinoita kana munhu anyanya kudya magaka kana zvimwewo.

1

Chigugugu ibhutsu yakareba ine hiri hobvu inofamba ichirira ichiti gu gu gu.

Zvakafanana

uzeza · rwadzira

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

ugwabvu

Ugwabvu maitiro ekuramba uchingozvikwenya zvakasimba.

Verenga

Swipe for the next word