Duramazwi01 / 03ugombeUgombe kamudziyo kanoshandiswa kuteya shiri, zvokuti shiri yacho inoita zvekuzosungwa nekatambo.Verenga→
Duramazwi02 / 03ugoveriUgoveri isimba rokuchengeta zvinhu zvawapiwa, nokuona kuti zvawapiwa wakazvikodzera.Verenga→
Duramazwi03 / 03ugoviUgovi idoro rinopiwa kumunhu anga achipa vanhu doro senzira yekumutenda nayo.Verenga→