KwaunobvaDuramazwiUugede

Zvinoreva

Ugede itsika yekutambudza munhu achangosvika panzvimbo senzira yokumuratidza ukuru hwako, kuti akutye kana kuti asakudherera. Makare kare vana vefomu hwani vaitambiswa ugede kuzvikoro zvebhodhin'i.

1

Ugede itsika yekutambudza munhu achangosvika panzvimbo senzira yokumuratidza ukuru hwako, kuti akutye kana kuti asakudherera. Makare kare vana vefomu hwani vaitambiswa ugede kuzvikoro zvebhodhin'i.

Mugede mwana wechikoro ari kutanga kudzidza pachikoro chitsva.

Zvakafanana

ukara · unyunyu

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

ugo

Ugo inhoroondo yokukosha kwakaita zvimwe zvinhu. Vana vanofanira kuziviswa ugo hwamadzina avo.

Verenga

Swipe for the next word