Duramazwi · zita
Zvinoreva
Dzvotsvoma imvura yakawanda inonaya kwenguva yakareba.
1
Dzvotsvoma imvura yakawanda inonaya kwenguva yakareba.
Upfunhambuya imvura inonaya iri nhete, inenge isingaiti dzvotsvoma.
Dzvotsvoma imvura yakawanda inonaya kwenguva yakareba.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dzvova
Kudzvova kubudisa mweya wakawanda nomukanwa, kunyanya musure mokunge wadya zvakawanda.
VerengaSwipe for the next word