Duramazwi
Zvinoreva
Ichi chipauro chemu panda 5.
1
Ichi chipauro chemu panda 5.
Kana mutambi wenhabvu akada kurambirira iyo pembe yarira, anopiwa kadhi dzvuku.
Durura ibundo rinoreba, rinowanikwa pakanyorova, rinotumbuka richiita dzvuku.
Savasi ivhu dzvuku rinonamira panhumbi, uye rinotsvedza kana munhu akaritsika kwanaya.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dzvura
Kudzvura kutswa mbesa dziri muduri muchishandisa mutswi kuti dzimenyeke kana kuti dzigayike. *Vasikana vaviri vari kudzvura mupunga vachiiita zvokujijana*.
VerengaSwipe for the next word