Duramazwi
tsvuku
red
redhidzvuku
Duramazwi
red
Iri idzitsi rechipauro rinoreva ruvara rwakaita seropa kana nhunguru yakaibva.
Iri idzitsi rechipauro rinoreva ruvara rwakaita seropa kana nhunguru yakaibva.
Vaiva nenhamo tsvuku chaiyo kwete yekutamba nokuti vaidya zvavaiwana kwete zvavaida.
Uyu muti unomera pazvuru, unobereka vana vakaomarara, vane mhodzi tsvuku mukati mavo.
Hwakwani muchero wakaita sedamba, unoita mhodzi tsvuku dzakawanda mukati.
redhi
Duramazwi
01 / 03tsvukuru
Kuti tsvukuru kuva neruvara rwakada kuita serweropa.
VerengaSwipe for the next word