Duramazwi
Zvinoreva
Kana chokudya, chakaita senyama, chichinzi chakarsvukirira chinenge chakanyatsokangwa kana kuti chanyatsonzwira moto
1
Kana chokudya, chakaita senyama, chichinzi chakarsvukirira chinenge chakanyatsokangwa kana kuti chanyatsonzwira moto
Kuti kwanzvinzvi kusviba kuye kune kakutsvukirira muzasi kunoita kunze kana zuva richangovira.
Kukangavira kuva noruvara rwuri pakati poupfumbu nokutsvukirira.
Mhamhasi isvosve dema kana rakatsvukirira, rinowanzoonekwa kana mvura yanaya, rinoruma nekusvipira mate anorwadza kana akaenda pane ronda.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tsvukirisa
zvekuti chinosara chichitora mwoyo.
VerengaSwipe for the next word