KwaunobvaDuramazwiTtsvukuruka

Duramazwi

tsvukuruka

beige · reddish · blonde

Zvinoreva

Kana chinhu chi katsvukuruka chinenge chaita ruvara rwakarerekera kune rwengura.

1

Kana chinhu chi katsvukuruka chinenge chaita ruvara rwakarerekera kune rwengura.

Mahabhurosi anogona kukata hembe yako chena iyi ikasara yatsvukuruka.

Dheti muchero unodyiwa, unotsvukuruka kana waibva, uye unoberekwa nemuchindwi.

Aka kamuti kanotanda, kanoita maruva akatsvukuruka uye kanoita vana vanodyiwa.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsvukuruku

Kuti tsvukuruku kuva noruvara rwenhunguru yaibva.

Verenga

Swipe for the next word