Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana munhu akatsvunha anenge araitira pabhuku kana pamwe panhu sechiratidzo chekuti zvakanyorwa zvakanaka kana kuti zvapedzwa nazvo.
Tsvunha kachinyorwa kanowanzoshandiswa nemudzidzisi achiraitira mabhuku evadzidzi semucherechedzo wokuti zvanyorwa zvakanaka.

Tsvunha kachinyorwa kanoiswa pabepa kutaridza zvinhu zvinenge zvapedzwa nazvo.

Kana mudzidzi akatsvunha anenge agona chaizvo pabvunzo dzake.

Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tsvura
Kutsvura kuita zvinopikisana nechinhu chinoera.
VerengaSwipe for the next word