Duramazwi · zita
Zvinoreva
Tsvusa in'ombe inourayiwa parufu kuti vanhu vawane usavi.
Kutsvusa kukonzera chimwe chinhu kuti chiite ruvara rweropa.
1

2

3
Kutsvusa kuuraya munhu.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tsvutsvu
Tsvutsvu ihari yedoro inopiwa vanhu panhimbe panguva dzokudya kwamasikati.
VerengaSwipe for the next word