Duramazwi · zita
Zvinoreva
Tsvungu ihura dzorukweza dzisina vana vakati tsvete nehura yose.
Inzwi rinoshandiswa pakurega kwekukasika.
1

2

Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tsvunha
Kana munhu akatsvunha anenge araitira pabhuku kana pamwe panhu sechiratidzo chekuti zvakanyorwa zvakanaka kana kuti zvapedzwa nazvo.
VerengaSwipe for the next word