KwaunobvaDuramazwiTtsvuka

Duramazwi

tsvuka

Zvinoreva

Kutsvuka kuva noruvara rwakaita serweropa.

1

Kutsvuka kuva noruvara rwakaita serweropa.

Gwavha muchero womuti womugwavha unowanzo-tsvuka mukati kana waibva, une tumhodzi twakaomarara, uye unodyiwa.

Ko vaigopinda toilet ipi plus Bp dzekuti chiringa zuva chakange chave kuda kunotsvuka.

Utonga hwakanga hwatsvuka, shiri dzave kukwazisana nokubvunzana upenyu.

2

Kana simbi iri kupiswa yatsvuka inenge yava noruvara rwakafanana nerwemo-to unenge uri kuipisa.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsvukirira

Kana chokudya, chakaita senyama, chichinzi chakarsvukirira chinenge chakanyatsokangwa kana kuti chanyatsonzwira moto

Verenga

Swipe for the next word