KwaunobvaDuramazwiDdzvura

Duramazwi

dzvura

Zvinoreva

Kudzvura kutswa mbesa dziri muduri muchishandisa mutswi kuti dzimenyeke kana kuti dzigayike. *Vasikana vaviri vari kudzvura mupunga vachiiita zvokujijana*.

1

Kudzvura kutswa mbesa dziri muduri muchishandisa mutswi kuti dzimenyeke kana kuti dzigayike. *Vasikana vaviri vari kudzvura mupunga vachiiita zvokujijana*.

Akadhonzeranwa mbatya dzake paMbare naanahwindi akaudzvura bhagidhi rechibage raaive akatakura.

Kana munhu akaudzvura chibage, anenge achidira pamwe panhu chakawanda.

Mutswi idanda rakavezwa, rinoshandiswa pakudzvura zvakaita sezviyo.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dzvururu

Dzvururu idzvinyu diki rinogara pamaware, rinenge chigwashadombo.

Verenga

Swipe for the next word