Duramazwi
Zvinoreva
Kudzvuta kunwa chinwiwa zvishomashoma wobva wabvisa komichi pamuromo.
1
Kudzvuta kunwa chinwiwa zvishomashoma wobva wabvisa komichi pamuromo.
Chero dai aizongodzvuta huro imwechete orega zvake as long drink rapinda mudumbu chete zvinenge zvatoita.
Ikoko ndiko kwakanobva drink raifanira kunwiwa naNatty rarungwa zvekuti dai akangodzvuta chete aitozopedza kudya akusiririka marute.
Kudzvuta kunwa chinwiwa zvishomashoma wobva wabvisa komichi pamuromo.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dzvutu
Kuti dzvutu kuburitsa maziso asi usinganyatsoona zvaunenge wakatarisa, sezvinonzi uri kurota.
VerengaSwipe for the next word