Duramazwi
Zvinoreva
Kuti svee kumwa chinwiwa zvishomanana.
1
Kuti svee kumwa chinwiwa zvishomanana.
Kuti svee kubva panzvimbo chinyararire usina kuoneka.
Kuti svee kumwa chinwiwa zvishomanana.
2
Kuti svee kubva panzvimbo chinyararire usina kuoneka.
3
Kuti sve-e kucheka kunoita banga rakapinza chaizvo kana richicheka panhu pakapfava.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sveera
Kunanavira.
VerengaSwipe for the next word