KwaunobvaDuramazwiSsveerera

Duramazwi

sveerera

Zvinoreva

[-sveverera, -sverera] 1 Kana munhu achisveerera mumwe munhu anenge achimunanavira kuti akwanise kumubata.

1

Kusveerera kupinda pamwe panhu zvisina mhere mhere.

2

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

svepu

Kana shamhu ikati svepu inenge yaroveswa.

Verenga

Swipe for the next word