KwaunobvaDuramazwiNnyabwaira

Duramazwi

nyabwaira

Zvinoreva

Kunyabwaira kufamba kwekunyangira. Kana shumba ichivhima inonyabwaira kuti isanzwike.

1

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyacha

Kuti nyacha kusimuka kwevhudzi, kana munhu asina kuripetura kuti ritsikane rakaenderana.

Verenga

Swipe for the next word