Duramazwi
nya-
vis
Duramazwi
vis
Chidimbi chinoreva pamberi pedare.
Ichi chivakashure chinoreva kuti muridzi kana kuti muchegeti. Nyakunatsa ndiye nyamutsigwa nebonda. Nyadenga ndiye muridzi wapasi nokudenga.
Chidimbi chemuchinda.
Kuti nya kunyura muvhu kana mumvura. Zuva rakati nya kunyura tisina kupedza kuchera mupfudze.
Chidimbi chinoreva pamberi pedare.
Kuti nya kuenda zvachose. Kubvira pandakamupa mari yangu kusvikira nhasi, akangoti nya.
Kuti nya kunyura muvhu kana mumvura. Zuva rakati nya kunyura tisina kupedza kuchera mupfudze.
Shopwa imombe hadzi inenge isati yakura zvakanya-nya.

01 / 03nyabwa
Kuti nyabwa kufamba kamwe chete chete, zvinyoronyoro, zvisina mutsindo.
VerengaSwipe for the next word