KwaunobvaDuramazwiNnwisa

Duramazwi

nwisa

Zvinoreva

Kunwisa doro kutora rakawandisa panguva imwe chete, zvekuti rinobva rakukora zvinotozokurwadza.

1

Kunwisa doro kutora rakawandisa panguva imwe chete, zvekuti rinobva rakukora zvinotozokurwadza.

Vanhu ava vairwara vainwisa because kuvapa mumaoko vanorasa vamwe havanwe so doctor anofanha kumaker sure kuti ramedzwa.

Zvichakubatsira kuti unyatsobata manyorero aya kuitira kuti ukwanise kunyora rondedzero inonwisa mvura.

Mubhora revasikana shuta ndeumwe wevaviri vanotambira kugedhe, vaine basa rekunwisa.

2

Kana munhu akakunwisa doro, anenge akutengera rokuti unwe musi iwoyo.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nwisidzana

Kana vanhu vachinzi vanonwisidzana vanenge vachiwirirana zvokuti nguva zhinji vanenge vachitengerana nokunwa doro vese.

Verenga

Swipe for the next word