Duramazwi01 / 03nwiraKana mwana achinzi akanwira mai vanenge vake vamuregera ari pazamu asi ivo vava napamwe pamuviri.Verenga→
Duramazwi02 / 03nwisaKunwisa doro kutora rakawandisa panguva imwe chete, zvekuti rinobva rakukora zvinotozokurwadza.Verenga→
Duramazwi03 / 03nwisidzanaKana vanhu vachinzi vanonwisidzana vanenge vachiwirirana zvokuti nguva zhinji vanenge vachitengerana nokunwa doro vese.Verenga→