KwaunobvaDuramazwiNnwira

Duramazwi

nwira

Zvinoreva

Kana mwana achinzi akanwira mai vanenge vake vamuregera ari pazamu asi ivo vava napamwe pamuviri.

1

Kana mwana achinzi akanwira mai vanenge vake vamuregera ari pazamu asi ivo vava napamwe pamuviri.

Kuseredzera kunwira-nwira kana kudya tudyo twakareruka, mushure mokunge wapedza kudya sadza kana kumwewo kudya kunogutsa.

Vaimuona vaingonwira mvura, pakange paita mhandara yakaumbwa pachokwadi.

Moyo unoziva kutsungirira uye kukanganwira".

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nwisa

Kunwisa doro kutora rakawandisa panguva imwe chete, zvekuti rinobva rakukora zvinotozokurwadza.

Verenga

Swipe for the next word