Duramazwi
Zvinoreva
Kunwaira chinwiwa kuchiinwa uchiita zvekukurumidza uye uchimedza zvikamu zvacho zvakawanda.
1

Kana wanwa mapiritsi unofanira kuita zvekunwaira mvura kuti akurumidze kudzika pahuro.
Kunwaira chinwiwa kuchiinwa uchiita zvekukurumidza uye uchimedza zvikamu zvacho zvakawanda.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nwidzana
Kunwidzana kunwa doro pamwe chete.
VerengaSwipe for the next word