KwaunobvaDuramazwiSshapira

Duramazwi

shapira

Zvinoreva

Kushapira kumwa sezvakaita mvura kana doro kana zvimwewo, uchipfurikidza mwero.

1

Chimwadoro munhu anenge achishapira hwahwa pamutambo kana pandari.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shapu

(manje) Kana munhu achiti ari shapu anenge achitaura kuti anofara.

Verenga

Swipe for the next word