KwaunobvaDuramazwiSshapu

Zvinoreva

(manje) Kana munhu achiti ari shapu anenge achitaura kuti anofara.

Kuita zvinhu uchikasika.

1

Kuti shapu shapu kudira muviri wako nemvura uchishandisa maoko.

Kuti shapu kuenda uchibva panzvimbo nokukasika.

Kuti shapu kutsvaira pasi pane mvura.

2

3

Kuti shapu kugeza uchikasika.

4

Kuti shapu kuenda uchibva panzvimbo nokukasika.

5

Kuti shapu kutsvaira pasi pane mvura.

Zvakafanana

bhoo

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shapu shapu

Kuti shapu shapu kudira muviri wako nemvura uchishandisa maoko.

Verenga

Swipe for the next word