KwaunobvaDuramazwiDdunduzira

Duramazwi

dunduzira

-gambizira

Zvinoreva

Kudunduzira kunwa mvura kana chinwiwa zvokupfurikidza mwero, dumbu richisara razara.

1

Vakaridunduzira doro ramagejo hembe dzikaita sedzichatsemuka.

Kudunduzira kunwa mvura kana chinwiwa zvokupfurikidza mwero, dumbu richisara razara.

Zvakafanana

-gambizira

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dunga

Kumedza chokudya nemanzwiro aunozochiita mukanwa.

Verenga

Swipe for the next word