Duramazwi
mutunduru
Zvinoreva
Dunduru muchero womusango unoti kana waibva unenge une ruvara rwakada kuita serweranjisi.
1
Dunduru muchero womusango unoti kana waibva unenge une ruvara rwakada kuita serweranjisi.
Dunduru muchero womusango unoti kana waibva unenge une ruvara rwakada kuita serweranjisi.
Kugara madunduru kurova munhu wakamutsimbirira pasi, wakamudzvadzva nechepachifuva.
Kugara madunduru kuitira mumwe munhu zvinhu zvinomurwadza zvikuru.
Zvine chekuita
mutunduru
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dunduruka
Kudunduruka kumira panhu pachena, pakakwirira, panoonekwa nemunhu wose.
VerengaSwipe for the next word