Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu akadunduvira anenge akazara nehasha kana shungu.
1
Kana munhu akadunduvira anenge akazara nehasha kana shungu.
Dhukuswa panzvimbo panenge padunduvira ganda kana munhu arumwa nechibhururukwa.
Mbare kudunduvira kunoita ropa pachiita mavara matema, kunokonzerwa nokudziya kwemoto zvakanyanya.
Mhoni ibundu rine-nge rine mvura, rinorwadza, rinodunduvira muruoko kana munhu aita basa rinorwadza.
Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dunduzira
Kudunduzira kunwa mvura kana chinwiwa zvokupfurikidza mwero, dumbu richisara razara.
VerengaSwipe for the next word