Duramazwi
Zvinoreva
Kumedza chokudya nemanzwiro aunozochiita mukanwa.
Kudunga kukurunga doro riri muhari nechimuti chihombe.

Kana wakadunga munhu, zvikuru pamakwikwi, unenge uchi-mutevera uri pedo naye zvakanyanya.
Kudunga kumedza chokudya chine-nge chisina kumbotsengwa.

Kana chidyiwa kana chinwiwa chichidunga chinenge chichiti, kana ukachidya kana kuchinwa, chi-nosekenyedza nechokumatadza.
Kana chokunwa chichidunga chinene-nge chichishata.
Kudunga kukurunga doro riri muhari nechimuti chihombe.
Kana wakadunga munhu, zvikuru pamakwikwi, unenge uchi-mutevera uri pedo naye zvakanyanya.
Kudunga kumedza chokudya chine-nge chisina kumbotsengwa.
Kudunga kukurunga doro riri muhari nechimuti chihombe.
Zvakafanana
-svada
Zvakasiyana
-zhazha
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dungambwa
Dungambwa izino rembwa.
VerengaSwipe for the next word