KwaunobvaDuramazwiMmedza

Duramazwi

medza

-svangurira

Zvinoreva

Kumedza kuita kuti chikafu chipfuure nepahuro chichipinda mudumbu.

1

Kumedza kuita kuti chikafu chipfuure nepahuro chichipinda mudumbu.

Chavaingoda chaive chekuti dai angokwanisa kumedza chete nekuti pakumedza ndipo paive nenyaya yese.

Ndakasvika ndichimedza mate pandakapinda mubedroom mavo.

Vakanowanawo ivo mufundisi vachingoshonawo kunge zishato ramedza mbudzi varimo mubakomo nekuda kwekurwadziwa.

Zvakafanana

-svangurira

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

medzwa

Kana munhu akanzi amedzwa nedhorobha anenge ava kungogaramo asingamboindi kumusha.

Verenga

Swipe for the next word