KwaunobvaDuramazwiMmedura

Duramazwi

medura

Zvinoreva

Kukwanisa kupwanya chinhu nepakati (to split/break).

1

Kukwanisa kupwanya chinhu nepakati (to split/break).

Kuti pepfu kumedura zvinhu zvinomudukira nemazino, zvakaita sembambaira yakabikwa.

Kana chinhu chichipfudukira chinenge chakapfava uye chisinganetsi kumedura.

Kuti bweshu kumedura chipenga chezvakaita sehari yevhu isati yapiswa.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

medza

Kumedza kuita kuti chikafu chipfuure nepahuro chichipinda mudumbu.

Verenga

Swipe for the next word