KwaunobvaDuramazwiMmedzwa

Duramazwi

medzwa

Zvinoreva

Kana munhu akanzi amedzwa nedhorobha anenge ava kungogaramo asingamboindi kumusha.

1

Kana munhu akanzi amedzwa nedhorobha anenge ava kungogaramo asingamboindi kumusha.

Vanhu ava vairwara vainwisa because kuvapa mumaoko vanorasa vamwe havanwe so doctor anofanha kumaker sure kuti ramedzwa.

Kana munhu akanzi amedzwa nedhorobha anenge ava kungogaramo asingamboindi kumusha.

Chidyo chinhu chinoiswa mukanwa chichitsengwa kana kutangarirwa chichimedzwa.

2

Kana munhu achinzi amedzwa nerima anenge anyangarikira mariri, asisaonekwi.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

meedza

Kumeedza kuchema kunoita mbudzi.

Verenga

Swipe for the next word