KwaunobvaDuramazwiMmejasitiriti

Duramazwi · zita

mejasitiriti

magistrate

Zvinoreva

Uyu mutongi anopa mutongo mumatare madiki edzimhosva.

1

Uyu mutongi anopa mutongo mumatare madiki edzimhosva.

Mejasitiriti akatonga mhosva yacho mudare.

Kana mufundisi kana mejasitiriti akabatanidza vanhu vanodanana anenge aita kuti vachiva murume nomukadzi zviri pamutemo.

Zvakafanana

mudzviti

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mekapu

Kana munhu achinzi akaisa mekapu kumeso anenge akakupenda nemishonga yakasiyana siyana senzira yokuwedzera runako.

Verenga

Swipe for the next word