Duramazwi02 / 03memedzaKana munhu amemedza doro kana chimwe chimwiwa anenge achichimwa zvakanyanya.Verenga→
Duramazwi03 / 03memeteKuti memete kuunganira kunoita nyuchi kana masvosve pane chekudya kana pamudziyo une tsvigiri.Verenga→