KwaunobvaDuramazwiMmemedza

Duramazwi

memedza

Zvinoreva

Kana munhu amemedza doro kana chimwe chimwiwa anenge achichimwa zvakanyanya.

Kumemedza kuchema kwembudzi kana mhembwe.

1

2

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

memete

Kuti memete kuunganira kunoita nyuchi kana masvosve pane chekudya kana pamudziyo une tsvigiri.

Verenga

Swipe for the next word