KwaunobvaDuramazwiCchera

Duramazwi · chiito

chera

dig · dig; scoop

-teka-itsa-timba-chenyura-tengesa

Zvinoreva

Kuchera kutora zvinhu panhu uchishandisa sezvakaita mukombe, ndiro kana kapu.

Kuchera kubvisa mavhu uchishandisa sezvakaita badza kana mumwe mudziyo kuti ukwanise kusvika pane zvaunoda zviri pasi.

1

Vaive varumwa nochokuchera naTadiwa wavainge vakabatsira kwemakore.

Mamwe mapfupa avo ari kusanganikwa nawo panenge pachivhurwa nzvimbo dzokurima, kuvaka misha kana kuchera zvicherwa.

Zvino mutorwa uyu tinochera tikaibikeyi?

2

Kana munhu achichera doro anenge achirinwa zvikuru.

3

Kuchera kubvisa mavhu uchishandisa sezvakaita badza kana mumwe mudziyo kuti ukwanise kusvika pane zvaunoda zviri pasi.

Vaive varumwa nochokuchera naTadiwa wavainge vakabatsira kwemakore.

Mamwe mapfupa avo ari kusanganikwa nawo panenge pachivhurwa nzvimbo dzokurima, kuvaka misha kana kuchera zvicherwa.

4

Kuchera munhu kumurevera nyaya dzake dzanga dzakavandika kuti vanhu vazvizive.

Mbavha yachera imwe yayo kumapurisa.

Zvakafanana

-teka · -itsa · -timba · -chenyura

Zvine chekuita

-tengesa

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word