KwaunobvaDuramazwiPpfukusa

Duramazwi

pfukusa

Zvinoreva

Kuchera kana kugofa.

1

Kuchera kana kugofa.

Kupfukusa moto kutora danda, wobaya mamwe matanda arimo kuti ugonyatsopfuta.

Kana nhuta ichipfukusa inenge ichichera mwena muvhu zvishoma zvishoma, kusvika wakura.

Kana uchipfukusa munhu unenge usingamupi nguva yokuti awane rugare.

2

Kana nhuta ichipfukusa inenge ichichera mwena muvhu zvishoma zvishoma, kusvika wakura.

3

Kupfukusa moto kutora danda, wobaya mamwe matanda arimo kuti ugonyatsopfuta.

4

Kana uchipfukusa munhu unenge usingamupi nguva yokuti awane rugare.

5

Kufukusira.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pfukuta

Kupfukuta kuboorwa kunoita miti, mapango, zvirimwa kana michero nemakonye nezvimewo zvipembenene.

Verenga

Swipe for the next word