KwaunobvaDuramazwiPpfukura

Duramazwi

pfukura

Zvinoreva

Kupfukura kukava ivhu uchivhara gomba rinenge riripo.

1

Kupfukura kukava ivhu uchivhara gomba rinenge riripo.

Mai pavaikanda nzungu mumakomba ataiva tachera nemapadza, isu taitevera tichipfukura kuti shanga dzisadviwa neshiri.

Tadiwa ainge ave kupfukura nekuti angaasati ambosangana nezvakadai pakukura kwake kose.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pfukurindi

Pfukurindi ibwe rine mamaran'azha risina kutsetseka.

Verenga

Swipe for the next word