KwaunobvaDuramazwiPpfukudzika

Duramazwi

pfukudzika

-fukudzika

Zvinoreva

Kana mukadzi apfukudzika anenge asununguka mwana atofa ari mudumbu, kana kuti mwana wacho anofa achangozvarwa.

1

Zvine chekuita

-fukudzika

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pfukumu

Kuti pfukumu kupfumbuka kwemumba manga muchitambirwa kana kudzanirwa.

Verenga

Swipe for the next word